Zvakazarurwa 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakaenda kumutumwa ndikamukumbira kuti andipe bhuku duku rakapetwa. Akati kwandiri, “Tora uridye. Richavavisa dumbu rako, asi mumuromo mako richatapira souchi.”

Zvakazarurwa 10

Zvakazarurwa 10:1-11