Zvakazarurwa 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo inzwi randakanga ndanzwa richibva kudenga rakataurazve kwandiri richiti, “Enda, utore bhuku rakapetwa rakazarurwa muruoko rwomutumwa amire pagungwa napanyika.”

Zvakazarurwa 10

Zvakazarurwa 10:6-10