Zvakazarurwa 10:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatora bhuku duku rakapetwa kubva muruoko rwomutumwa uye ndikaridya. Raitapira sokutapira kunoita uchi mumukanwa mangu, asi ndakati ndaridya, mudumbu mangu mukavava.

Zvakazarurwa 10

Zvakazarurwa 10:4-11