Zvakazarurwa 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakaudzwa kuti, “Unofanira kuprofitazve pamusoro pavanhu vazhinji, nendudzi, nendimi uye namadzimambo.”

Zvakazarurwa 10

Zvakazarurwa 10:9-11