Zvakazarurwa 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mutumwa wandakanga ndaona amire pagungwa napanyika akasimudzira ruoko rwake rworudyi kudenga.

Zvakazarurwa 10

Zvakazarurwa 10:1-11