Zvakazarurwa 10:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kutinhira kunomwe kwakati kwataura, ndakanga ndava kunyora; asi ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti, “Namira zvarehwa nokutinhira kunomwe uye usazvinyora pasi.”

Zvakazarurwa 10

Zvakazarurwa 10:2-11