Zvakazarurwa 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akadanidzira nenzwi guru sokuomba kweshumba. Akati adanidzira, inzwi rokutinhira kunomwe rakataura.

Zvakazarurwa 10

Zvakazarurwa 10:1-5