Zvakazarurwa 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akapika naiye anogara nokusingaperi-peri, iye akasika matenga nezvose zviri maari, nyika nezvose zviri mairi, uye negungwa nezvose zviri mariri, uye akati, “Hapachazombovizve nokunonoka!

Zvakazarurwa 10

Zvakazarurwa 10:3-10