Zvakazarurwa 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatendeuka ndikatarisa kuti ndione inzwi rakanga richitaura kwandiri. Uye ndakatendeuka ndikaona zvigadziko zvemwenje,

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:11-16