Zvakazarurwa 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye pakati pezvigadziko zvemwenje pakanga pano mumwe akanga “akaita somwanakomana womunhu,” akafuka nguo yaisvika kutsoka dzake uye ane bhanire regoridhe pachipfuva chake.

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:9-20