Zvakazarurwa 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

richiti, “Nyora mubhuku rakapetwa zvaunoona uye ugozvitumira kukereke nomwe: dzokuEfeso, Simina, Pegamo, Tiatira, Sadhisi, Firadherifia neRaodhikea.”

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:1-20