Zekaria 6:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Avo vari kure vachauya kuzobatsira kuvaka temberi yaJehovha, uye iwe uchaziva kuti Jehovha Wamasimba Ose andituma kwauri. Izvi zvichaitika kana ukateerera zvakanaka Jehovha Mwari wako.”

Zekaria 6

Zekaria 6:6-15