Zekaria 6:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Korona ichapiwa kuna Heridhai, naTobhiya, naJedhaya uye naHeni mwanakomana waZefania sechiyeuchidzo mutemberi yaJehovha.

Zekaria 6

Zekaria 6:5-15