Zekaria 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore rechina raMambo Dhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekaria pazuva rechina romwedzi wepfumbamwe, mumwedzi weKisirevhi.

Zekaria 7

Zekaria 7:1-6