Zekaria 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Pazuva iro, ndichabvisa mazita ezvifananidzo panyika, uye haangazorangarirwizve,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose! “Ndichabvisa zvose vaprofita nemweya wokusachena panyika.

Zekaria 13

Zekaria 13:1-4