Zekaria 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Pazuva iro imba yaDhavhidhi navagari vomuJerusarema, vachadziurirwa chitubu kuti vanatswe kubva pachivi nokusachena.

Zekaria 13

Zekaria 13:1-6