Zekaria 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana pana ani zvake acharamba achiprofita, baba vake namai vake vakamubereka, vachati kwaari, ‘Unofanira kufa, nokuti wakareva nhema muzita raJehovha.’ Paachaprofita, vabereki vake vachamubaya.

Zekaria 13

Zekaria 13:1-9