Zekaria 11:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungudza, iwe muti womupaini, nokuti musidhari wawa, miti yakaisvonaka yaparadzwa! Ungudzai, imi miouki yeBhashani, nokuti dondo resango ratemwa!

Zekaria 11

Zekaria 11:1-4