Zekaria 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwai kuungudza kwavafudzi; mafuro avo akapfuma aparadzwa! Inzwai kuomba kweshumba, sango rinoyevedza reJorodhani raparadzwa!

Zekaria 11

Zekaria 11:1-7