Zekaria 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndichasimbisa imba yaJudha uye ndichaponesa imba yaJosefa. Ndichavadzosa nokuti ndinovanzwira tsitsi. Vachava savanhu vandakanga ndisina kuramba, nokuti ndini Jehovha Mwari wavo uye ndichavapindura.

Zekaria 10

Zekaria 10:1-12