Zekaria 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaEfuremu vachava semhare, uye mwoyo yavo ichafara sevakabatwa newaini. Vana vavo vachazviona uye vachapembera; Mwoyo yavo ichafara muna Jehovha.

Zekaria 10

Zekaria 10:1-12