Zekaria 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamwe chete vachava savarume voumhare vanotsika migwagwa ina matope pakurwa. Nokuti Jehovha anavo, vacharwa vachakunda vatasvi vamabhiza.

Zekaria 10

Zekaria 10:1-12