Zekaria 1:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uye vakapindura mutumwa waJehovha akanga akamira pakati pemiti yemitire vachiti, “Taenda munyika yose tikaona nyika yose yakazorora uye ino runyararo.”

Zekaria 1

Zekaria 1:4-12