Zekaria 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mutumwa waJehovha akati, “Jehovha Wamasimba Ose muchasvika rinhiko musinganzwiri Jerusarema namaguta eJudha tsitsi amakatsamwira kwamakore makumi manomwe aya?”

Zekaria 1

Zekaria 1:10-17