Zekaria 1:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo murume akanga amire pakati pemiti yemitire akatsanangura achiti, “Ava ndivo vakatumwa naJehovha kuti vaende munyika yose.”

Zekaria 1

Zekaria 1:7-17