Zefania 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gaza richasiyiwa uye Ashikeroni richasiyiwa rava dongo. Pamasikati makuru Ashidhodhi richasiyiwa risisina chinhu uye Ekironi radzurwa.

Zefania 2

Zefania 2:3-7