Zefania 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tsvakai Jehovha, imi mose vanyoro vapanyika, imi mose munoita zvaakarayira. Tsvakai kururama, tsvakai unyoro; zvimwe mungadzivirirwa pazuva rokutsamwa kwaJehovha.

Zefania 2

Zefania 2:1-10