Zefania 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mune nhamo imi munogara pedyo negungwa, imi vanhu veKereti; shoko raJehovha rinokurwisa, iwe Kenani nyika yavaFiristia. “Ndichakuparadza, uye hapana achasara.”

Zefania 2

Zefania 2:4-6