Vatongi 8:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatendeukira kuna Jeta mwanakomana wake mukuru, akati, “Vauraye!” Asi Jeta haana kuvhomora munondo wake, nokuti akanga achiri mukomana uye aitya.

Vatongi 8

Vatongi 8:13-28