Vatongi 8:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gidheoni akati, “Ivavo vakanga vari vanun'una vangu vanakomana vamai vangu chaivo. Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, dai makanga mavaponesa, ini handaizokuurayai.”

Vatongi 8

Vatongi 8:16-24