Vatongi 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akabvunza Zebha naZarumuna akati, “Varume vamakauraya paTabhori vakanga vakadiniko?” Vakapindura vakati, “Varume vakaita semi, mumwe nomumwe aitaridzika somwanakomana wamambo.”

Vatongi 8

Vatongi 8:14-23