Vatongi 8:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zebha naZarumuna vakati, “Uyai muzviite imi. ‘Munhu sezvaari ndizvo zvakaita simba rake.’ ” Saka Gidheoni akaswedera akavauraya, uye akatora zvishongo kubva mumitsipa yengamera dzavo.

Vatongi 8

Vatongi 8:15-24