Vatongi 8:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi akavapindura akati, “Ko, chii chandaita kuti ndizvienzanise nemi? Handiti zvakanongwa zvamazambiringa aEfuremu zviri nani kupfuura mukohwo uzere wamazambiringa aAbhiezeri.

Vatongi 8

Vatongi 8:1-5