Vatongi 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akaisa Orebhi naZeebhi, vatungamiri vavaMidhiani mumaoko enyu. Ko, ini ndaizokwanisa kuitei kuti ndienzaniswe nemi?” Ipapo, kutsamwa kwavo pamusoro pake kwakaserera.

Vatongi 8

Vatongi 8:1-10