Vatongi 8:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaEfuremu vakabvunza Gidheoni vakati, “Makatibatireiko zvakadai? Makaregerei kutidana pamakaenda kundorwa navaMidhiani?” Uye vakamutsoropodza zvikuru.

Vatongi 8

Vatongi 8:1-11