Vatongi 7:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Gidheoni, “Namazana matatu avarume vanwa mvura vachikapa ava, ndichakuponesai uye ndichaisa vaMidhiani mumaoko enyu. Vamwe vanhu vose ngavaende zvavo, mumwe nomumwe kunzvimbo yake.”

Vatongi 7

Vatongi 7:4-13