Vatongi 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino uwandu hweavo vakanwa vachikapa, vachiisa maoko kumiromo yavo, hwakasvika mazana matatu. Vamwe vose vakanwa vakapfugama namabvi avo.

Vatongi 7

Vatongi 7:1-8