Vatongi 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Gidheoni akatora varume akaburuka navo kumvura. Jehovha akamuudza ikoko kuti, “Paradzanisa avo vanonwa mvura vachikapa norurimi rwavo sezvinoita imbwa kubva kuna avo vanonwa vakapfugama.”

Vatongi 7

Vatongi 7:1-11