Vatongi 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Gidheoni akaendesa vamwe vose vavaIsraeri kumatende avo asi akasara namazana matatu, avo vakazotora mbuva nehwamanda dzavaya vamwe; uye musasa wavaMidhiani wakanga uri nechezasi mumupata.

Vatongi 7

Vatongi 7:7-17