Vatongi 7:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gidheoni akasvika mumwe munhu achiri kurondedzera shamwari yake kurota kwake, achiti, “Ndarota chingwa chakaurungana chichikungurukira mumusasa wavaMidhiani. Charova tende nesimba guru zvokuti tende rakudubuka rikawa.”

Vatongi 7

Vatongi 7:3-18