Vatongi 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shamwari yake yakapindura ikati, “Hachingavi chimwe chinhu kunze kwomunondo waGidheoni mwanakomana waJoashi, muIsraeri. Mwari aisa vaMidhiani nomusasa wose mumaoko ake.”

Vatongi 7

Vatongi 7:4-22