Vatongi 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaMidhiani, vaAmareki navamwe vanhu vose vokumabvazuva vakanga vagara mumupata, vakawanda semhashu. Ngamera dzavo dzakanga dzisingaverengeki, dzakawanda sejecha remahombekombe egungwa.

Vatongi 7

Vatongi 7:2-16