Vatongi 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uchanzwa zvavanotaura. Shure kwaizvozvo uchanzwa kukurudzirwa kuti urwise musasa.” Saka iye naPura muranda wake vakaburuka vakasvika kuvarindi vokunze kwomusasa.

Vatongi 7

Vatongi 7:8-21