Vatongi 5:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Patsoka dzake, akanyura, akawa; hoyo akatandavarapo. Patsoka dzake akanyura, akawa; paakanyura, ndipo paakawira, akafa.

Vatongi 5

Vatongi 5:25-28