Vatongi 5:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Napawindo mai vaSisera vakadongorera; vari seri kworutanda, vakadanidzira vachiti, ‘Seiko ngoro yake yanonoka kusvika? Seiko kurira kwengoro dzake kwanonoka?’

Vatongi 5

Vatongi 5:27-31