Vatongi 5:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ruoko rwake rwakatambanudzirwa pambambo yetende, ruoko rwake rworudyi kunyundo yomuvezi. Akabaya Sisera, akapwanya musoro wake, akapwanya uye akabvoora zvavovo zvake.

Vatongi 5

Vatongi 5:21-31