Vatongi 19:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, heyi mhandara mwanasikana wangu uyu, uye murongo wake. Ndichavabudisira kwamuri izvozvi, uye munogona kuvabata uye mugoita kwavari zvose zvamunoda. Asi kumurume uyu, regai kuita chinhu chinonyadzisa zvakadaro.”

Vatongi 19

Vatongi 19:21-26