Vatongi 19:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi varume ava havana kuda kumuteerera. Saka murume uyu akatora murongo wake akamuendesa kunze kwavari, uye vakamubata chibharo vakamuchinya usiku hwose, uye panguva dzamambakwedza vakamuregedza kuti aende.

Vatongi 19

Vatongi 19:15-28