Vatongi 19:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muridzi wemba akabuda panze akati kwavari, “Kwete, shamwari dzangu, regai kuita zvakaipa kudai. Sezvo murume uyu ari mueni wangu, regai kuita chinhu ichi chinonyadzisa kudai.

Vatongi 19

Vatongi 19:21-29