Vatongi 19:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachiri pakufara havo, vamwe vanhu vakaipa vomuguta vakakomba imba. Vachigogodza pamukova, vakadanidzira kuharahwa yakanga iri iyo muridzi weimba vachiti, “Budisa murume uyo apinda mumba mako kuti tivate naye.”

Vatongi 19

Vatongi 19:14-29